Mupiro 27:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuʋanhu, haaŋgadzikinurwi; unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurawa zvirokwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Hakuna munhu anopiwa kuti aparadzwe angadzikinurwa; anofanira kuurayiwa. Ver Capítulo |