La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 neni ʋo ndakaʋaramba, ndikaʋaisa kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo; ɀino kana mŋoyo yaʋo isina‐kudziŋgiswa ikaɀininipisa, ʋakatenda kurobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

41 neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 zvakaita kuti ndivarwise kusvikira ndavaendesa kunyika yavavengi vavo, ipapo kana mwoyo yavo isina kudzingiswa yaninipiswa, varipira zvivi zvavo,

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 26:41

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios