Mupiro 26:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Paŋguʋa yose yokuparadzwa kwayo icazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamasaɓata enyu, paŋguʋa yamakagara’mo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Panguva yose yokuparadzwa kwayo ichazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamaSabata enyu, panguva yamakagaramo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Panguva yose yokuparadzwa kwayo nyika ichava nezororo rayakashayiwa pamasabata panguva yamakararama mairi. Ver Capítulo |