Mupiro 25:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 kana ɓaɓamunini ʋake, kana mŋanakomana waɓaɓamunini ʋake, uŋgamudzikinura, kana aninani ʋehama dzake dzomumba make uŋgamudzikinura; kana iye akazoʋa mufumi, uŋgaɀidzikinura amene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 kana babamunini vake, kana mwanakomana wababamunini vake, ungamudzikinura, kana ani naani vehama dzake dzomumba make ungamudzikinura; kana iye akazova mupfumi, ungazvidzikinura amene. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Babamunini vake kana mwanakomana wababamunini vake, kana hama yake yapedyo worudzi rwake angamudzikinura. Ver Capítulo |