La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 25:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 kana ateŋgeswa, uŋgadzikinurwa; munuŋuna kana mukoma wake uŋgamudzikinura;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

48 kana atengeswa, ungadzikinurwa; mun'una kana mukoma wake ungamudzikinura;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 anoramba ane mvumo yokudzikinurwa mushure mokunge azvitengesa. Mumwe wehama dzake anogona kumudzikinura:

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 25:48

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios