Mupiro 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kugadzira mŋenje pacigadziko cakaiȿo‐naka ŋguʋa dzose pamberi paJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwenje iri pachigadziko chomwenje chegoridhe rakaisvonaka chiri pamberi paJehovha inofanira kuchengetedzwa nguva dzose. Ver Capítulo |