Mika 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino munoɗanidzireiko? Hakunamambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, ɀamaɓatwa nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosurumuka? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Sei muchiridza mhere iye zvino, hamuna mambo here? Gota renyu raparara here zvokuti kurwadza kwakubatai sekwomukadzi anosununguka? Ver Capítulo |