Mika 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi mazuʋa ano ʋanhu ʋaŋgu ʋakandimukira somuʋeŋgi; munobvisa jasi paŋguʋo dzaʋanopfuʋura haʋo norugare ʋasiŋgaɗi kurwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 “Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi. Munobvisa majasi anokosha pane avo vanopfuura musina kana hanya, savarume vodzoka kubva kuhondo. Ver Capítulo |