Mika 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Naizvozvo muchashayiwa munhu kana mumwe, muungano yaJehovha, kuti agove nyika nemijenya. Ver Capítulo |