Mika 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Simukai, muende, nokuti haizi nɀimbo yokuzorora pano, nemhaka yetȿina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Simukai, muende, nokuti haizi nzvimbo yokuzorora pano, nemhaka yetsvina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Simukai, ibvai pano! Nokuti ino haisi nzvimbo yenyu yokuzororera, nokuti yakasvibiswa, yakaparadzwa zvisingagadziriki. Ver Capítulo |