Mika 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti tarirai, Jehova unoɓuɗa panɀimbo yake, ucaɓuruka nokutsika panɀimbo dzakakwirira dzenyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti tarirai, Jehovha anobuda panzvimbo yake, achaburuka nokutsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Tarirai! Jehovha ari kubuda panzvimbo yaanogara: anoburuka pasi agotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika. Ver Capítulo |