La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 9:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Naiɀoɀo kumbirai kunaShe wokuceka kuti aɓuɗise ʋaɓati pakuceka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Naizvozvo kumbirai kuna Ishe wokukohwa kuti abudise vakohwi mukukohwa kwake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Naizvozvo kumbirai kuna Ishe wokukohwa kuti atumire vashandi mukukohwa kwake.”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 9:38

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios