La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 nokuti wakati mumŋoyo make: Kana ndikaɓata ŋguʋo yake ɓedzi, ndicaponeswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 nokuti akati nechomumwoyo, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Akati nechomumwoyo, “Ndikangobata chete nguo yake, ndichaporeswa.”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 9:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios