Mateo 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo. Ver Capítulo |