Mateo 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mvura yanaya, mafashamo akauya; dutu rikavhuvhuta richiroverera pamba iyoyo; asi haina kuwa nokuti yakanga yavakirwa paruware. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikaʋuya, mitutu ikavuvuta, ikaroʋa imba iyo; ikasawa, nokuti yakaŋga yakateyiwa paruware. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 “Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo; ikasawa, nokuti yakanga yakavakirwa paruware. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mvura yanaya, mafashamo akauya; dutu rikavhuvhuta richiroverera pamba iyoyo; asi haina kuwa nokuti yakanga yavakirwa paruware. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mvura yanaya, mafashamo akauya; dutu rikavhuvhuta richiroverera pamba iyoyo; asi haina kuwa nokuti yakanga yavakirwa paruware. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya, asi haina kuputsika, nokuti hwaro hwayo hwaiva paruware. Ver Capítulo |