La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti suʋo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuʋupenyu, ʋanoiwana ʋashoma.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti suo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuhupenyu, uye vanoiwana vashoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi suo duku nenzira yakamanikana ndizvo zvinotungamirira kuupenyu, uye vashoma chete, ndivo vanozviwana.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 7:14

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios