Mateo 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Makanzwa kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usaʋuraya; aninani unoʋuraya ucapara mhoȿa iŋgatoŋgwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 “Makanzwa kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usauraya; ani naani anouraya achapara mhosva ingatongwa;’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Makanzwa zvakataurwa kune vanhu vekare zvichinzi, ‘Usauraya uye ani naani anouraya achatongwa.’ Ver Capítulo |