Mateo 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wakati aɀinyima ɀokudya mazuʋa anamakumi manna, noʋusiku bgunamakumi manna, akabva oziya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara. Ver Capítulo |