Mateo 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi Jesu wakapindura, akati kwaari: Cirega hako ɀino, nokuti saiɀoɀo ɀakafanira kuti tizadzise kururama kwose. Ipapo akamurega. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Asi Jesu akapindura akati, “Chirega hako zvino, nokuti saizvozvo zvakafanira kuti tizadzise kururama kwose.” Johani ndokubva atenda hake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Jesu akapindura akati, “Ngazvive saizvozvo iye zvino; zvakafanira kuti tiite izvi kuti tizadzise kururama kwose.” Ipapo Johani akabvuma hake. Ver Capítulo |