Mateo 28:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋaciti: Taurai muciti: Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋusiku ʋakamuɓa, isu tiʋete. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 vachiti, “Taurai muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba, isu tivete.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vakati kwavari, “Imi munofanira kutaura muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu tivete.’ Ver Capítulo |