Mateo 27:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋaprista ʋakuru ʋakatora masirveri, ʋakati: Haɀina‐kufanira kuti tiaise muciʋigiro cemari, ɀauri muteŋgo weropa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Vapristi vakuru vakatora mari yesirivha, vakati, “Hazvina kufanira kuti ichengetwe munovigwa mari, zvauri mutengo weropa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vaprista vakuru vakanhonga mari iya vakati, “Hazvitenderwi nomurayiro kuti tiise mari iyi mudura remari, sezvo iri mari yeropa.” Ver Capítulo |