Mateo 27:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200258 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Akaenda kuna Pirato akandokumbira mutumbi waJesu, uye Pirato akarayira kuti aupiwe. Ver Capítulo |