Mateo 27:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akakandira pasi masirveri mutembere; akabva, akaenda ndokuɀisuŋgirira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Akakandira pasi mari iya mutemberi; akabva, akaenda ndokuzvisungira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka Judhasi akakanda mari iya mutemberi akabva akaenda akandozvisungirira. Ver Capítulo |