Mateo 27:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa kwaɀo, akamuisa kwaʋari, kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa kwazvo, akamuisa kwavari, kuti aroverwe pamuchinjikwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo akavasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe, uye akamupa kwavari kuti arovererwe pamuchinjikwa. Ver Capítulo |