Mateo 27:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋakagombedzera ʋanhu ʋazhinji kuti ʋakumbire Barabasi, Jesu aʋurawe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaprista vakuru navakuru vavanhu vakakurudzira vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi uye kuti Jesu aurayiwe. Ver Capítulo |