Mateo 27:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti aiziva kuti vakanga vamuisa kwaari nokuda kwegodo. Ver Capítulo |