Mateo 27:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino, pamutambo muɓati waisisunuŋgurira ʋanhu ʋazhinji musuŋgwa mumŋe, waʋaneŋge ʋaiɗa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino, pamutambo mubati aisisunungurira vanhu vazhinji musungwa mumwe, wavanenge vaida. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino yaiva tsika yomubati pamutambo kusunungura musungwa mumwe chete anenge asarudzwa navanhu vazhinji. Ver Capítulo |