Mateo 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Pirato akati kwaari: Haunzwi ɀinhu ɀizhinji ɀaʋanokupomedzera here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Pirato akamubvunza achiti, “Iwe haunzwi here uchapupu hwezvavari kukupomera izvi?” Ver Capítulo |