Mateo 26:74 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200274 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi74 Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Pakarepo jongwe rakarira. Ver Capítulo |