Mateo 26:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Aʋo, ʋakaŋga ʋaɓata Jesu, ʋakamuisa kunaKayafasi, muprista mukuru, apo pakaŋga paʋuŋgana ʋanyori naʋakuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200257 Avo, vakanga vabata Jesu, vakamuisa kuna Kaifasi, mupristi mukuru, apo pakanga paungana vanyori navakuru vavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vaya vakabata Jesu vakaenda naye kuna Kaifasi, mupristi mukuru, kwakanga kwaunganwa nenyanzvi dzomutemo navakuru–vakuru. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Vaya vakanga vasunga Jesu vakaenda naye kuna Kayafasi, muprista mukuru, uko kwakanga kwakaungana vadzidzisi vomurayiro navamwe vakuru. Ver Capítulo |