Mateo 26:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi kana ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi kana ndamutswa, ndicakutuŋgamirirai Garirea. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Asi kana ndamutswa, ndichakutungamirirai Gariria.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi kana ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi kana ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi mushure mokunge ndamuka, ndichafanotungamira kuGarirea.” Ver Capítulo |