Mateo 26:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋadzidzi ʋakaita paʋakarairwa napo naJesu, ʋakagadzira paseka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka vadzidzi vakaita sokurayirwa kwavakanga vaitwa naJesu vakandogadzira Pasika. Ver Capítulo |