Mateo 25:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ʋakarurama ʋacamupindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, tikakupai cokudya? kana munenyota, tikakupai cokunwa? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 “Ipapo vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara tikakupai chokunwa? Ver Capítulo |