La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 25:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 “Ipapo Mambo achati kuna vari kurudyi rwake, ‘Uyai imi makakomborerwa naBaba vangu, muwane nhaka youmambo yamakagadzirirwa kubvira pakutangisa kwapasi

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀino Ishe ucati kunaʋari kurudyi: Ʋuyai imi, makaropafadzwa naƂaɓa, mugare nhaka yoʋushe bgakagadzirirwemi kubva pakuʋamba kwenyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

34 “Zvino Ishe achati kuna vari kurudyi, ‘Uyai imi, makaropafadzwa naBaba, mugare nhaka youshe hwakagadzirirwemi kubva pakuvamba kwenyika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 “Ipapo Mambo achati kuna vari kurudyi rwake, ‘Uyai imi makakomborerwa naBaba vangu, muwane nhaka youmambo yamakagadzirirwa kubvira pakutangisa kwapasi

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 “Ipapo Mambo achati kuna vari kurudyi rwake, ‘Uyai imi makakomborerwa naBaba vangu, muwane nhaka youmambo yamakagadzirirwa kubvira pakutangisa kwapasi

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 “Ipapo Mambo achati kuna avo vari kurudyi rwake, ‘Uyai imi makaropafadzwa naBaba vangu, mutore nhaka yenyu, umambo hwamakagadzirirwa kubva pakusikwa kwenyika.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 25:34

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios