La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 25:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Kana Mwanakomana womunhu wouya nembiri yake pamwechete navatumwa vose, achagara pachigaro chake choumambo chinembiri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino kana Mŋanakomana womunhu aciʋuya nokubginya kwake, naʋatumŋa ʋose ʋanaye, ucagara pacigaro cake coʋushe cinobginya;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 “Zvino kana Mwanakomana womunhu achiuya nokubwinya kwake, navatumwa vose vanaye, achagara pachigaro chake choushe chinobwinya;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Kana Mwanakomana womunhu wouya nembiri yake pamwechete navatumwa vose, achagara pachigaro chake choumambo chinembiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 “Kana Mwanakomana womunhu wouya nembiri yake pamwechete navatumwa vose, achagara pachigaro chake choumambo chinembiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Mwanakomana woMunhu paanouya nokubwinya kwake, navatumwa vose, achagara pachigaro chake choushe mukubwinya kwokudenga.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 25:31

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios