Mateo 25:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Pakarepo iye, wakapiwa matarenta mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamŋe mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Murume akapiwa matarenda mashanu akaenda pakarepo akandoshandisa mari yake akawanazve mamwe mashanu. Ver Capítulo |