Mateo 24:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ɀinhu iɀoɀi ɀicaʋa kutaŋga kwenhamo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 “Asi zvinhu izvozvi zvichava kutanga kwenhamo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi zvose izvi mavambo okurwadziwa pakubereka. Ver Capítulo |