Mateo 24:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muchanzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo. Musanyanye kutya zvenyu. Izvi zvinofanira kuti zviitike asi magumo anenge asati asvika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mucanzwa ɀokurwa neguhu rokurwa; cenjerai, musavunduka, nokuti iɀoɀi ɀose ɀinofanira kumboitwa, asi kuguma kucigere kuȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Muchanzwa zvokurwa nenyaya yokurwa; chenjerai, musavhunduka, nokuti izvozvi zvose zvinofanira kumboitwa, asi kuguma kuchigere kusvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muchanzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo. Musanyanye kutya zvenyu. Izvi zvinofanira kuti zviitike asi magumo anenge asati asvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Muchanzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo. Musanyanye kutya zvenyu. Izvi zvinofanira kuti zviitike asi magumo anenge asati asvika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Muchanzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, asi chenjerai kuti murege kuvhundutswa nazvo. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika. Ver Capítulo |