La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 24:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa ʋoga.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

36 “Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba voga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Hapana anoziva musi kana nguva kunyange vatumwa vokudenga kana Mwanakomana, asi Baba chete.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 24:36

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios