Mateo 23:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi imi musaidzwa Rabi; nokuti mudzidzisi wenyu ndomumŋe, imi mose muri hama. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Asi imi musanzi, ‘Rabhi;’ nokuti mudzidzisi wenyu ndomumwe, imi mose muri hama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama. Ver Capítulo |