Mateo 23:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo nemi ʋo munoʋonekwa naʋanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyeŋgera nokuipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvo nemiwo munoonekwa navanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyengera nokuipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nenzira imwe cheteyo, munoonekwa navanhu kunze semakarurama asi mukati menyu muzere nounyengeri uye nohuipi. Ver Capítulo |