Mateo 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aninani unoɀikudza ucaninipiswa, naaninani unoɀininipisa, ucakudzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa. Ver Capítulo |