La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mushure mokufa kwaHerodhi, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa muIjipiti mukurota

Ver Capítulo Copiar

Mateo 2:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios