Mariko 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Pakarepo tsime rake reropa rikapxa, akanzwa pamuʋiri wake kuti waporeswa pakurwara kwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pakarepo tsime reropa rake rakapwa uye akanzwa mumuviri wake kuti akanga asunungurwa kubva pakutambudzika kwake. Ver Capítulo |