Mariko 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakataŋga kukumbira ɀikuru kwaari kuti abve munyika yaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Vakatanga kukumbira zvikuru kwaari kuti abve munyika yavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo vanhu vakatanga kukumbira Jesu kuti abve munyika yavo. Ver Capítulo |