Mariko 4:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikame!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akamuka, akarayira mhepo uye akati kumafungu, “Nyarara! Dzikama!” Ipapo mhepo yakapera uye kukadzikama zvikuru. Ver Capítulo |