La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ʋari munzira panokushwa shoko ndiʋo ʋanoti kana ʋanzwa, pakarepo Satani unoʋuya, ndokubvisa shoko rakakushwa mukati maʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Vari munzira panokushwa shoko ndivo vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya, ndokubvisa shoko rakakushwa mavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vamwe vanhu vakaita setsanga yakawira munzira, munokushwa shoko. Pavanongorinzwa, Satani anouya otora shoko rakushwa mukati mavo.

Ver Capítulo Copiar

Mariko 4:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios