Mariko 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Kutarisisa vatarisise zvavo asi vasina zvavanoona. Kuteerera vateererese zvavo asi vasinganzwisisi nokuti vangadaro vakapinduka vakazoregererwa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kuti kuʋona ʋaʋone, asi ʋarege kuʋonesesa, nokunzwa ʋanzwe, asi ʋarege kunzwisisa, kuti ɀimŋe ʋarege kutendeʋuka, ʋakaŋganwirwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 kuti, kuona vaone, asi varege kuonesesa, nokunzwa vanzwe, asi varege kunzwisisa, kuti zvimwe varege kutendeuka, vakaregererwa zvivi zvavo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Kutarisisa vatarisise zvavo asi vasina zvavanoona. Kuteerera vateererese zvavo asi vasinganzwisisi nokuti vangadaro vakapinduka vakazoregererwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Kutarisisa vatarisise zvavo asi vasina zvavanoona. Kuteerera vateererese zvavo asi vasinganzwisisi nokuti vangadaro vakapinduka vakazoregererwa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kuitira kuti, “ ‘zvimwe vangaramba vachiona, asi varege kuonesesa; uye vachinzwa, asi varege kunzwisisa; kana kuti vangatendeuka uye vakaregererwa!’ ” Ver Capítulo |