Mariko 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akatangazve kudzidzisa ari pedyo negungwa. Mhomho huru yavanhu yakamuunganira, zvokuti akatokwira mugwa ogaramo iro riri mugungwa kudaro. Gungano rose ndokuti chechetere pamucheto wegungwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakataŋga ɀe kudzidzisa paguŋgwa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋganira kwaari, nokuɗaro wakapinda mugwa, akagara’mo muguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋari pedyo neguŋgwa pamhenderekedzo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akatangazve kudzidzisa pagungwa; vanhu vazhinji-zhinji vakaunganira kwaari, nokudaro akapinda muigwa, akagaramo; vazhinji vose vakanga vari pedyo negungwa pamhenderekedzo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akatangazve kudzidzisa ari pedyo negungwa. Mhomho huru yavanhu yakamuunganira, zvokuti akatokwira mugwa ogaramo iro riri mugungwa kudaro. Gungano rose ndokuti chechetere pamucheto wegungwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akatangazve kudzidzisa ari pedyo negungwa. Mhomho huru yavanhu yakamuunganira, zvokuti akatokwira mugwa ogaramo iro riri mugungwa kudaro. Gungano rose ndokuti chechetere pamucheto wegungwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akatanga kudzidzisazve ari pagungwa. Vanhu vakanga vakaungana vakamukomberedza vari vazhinji zhinji zvokuti akabva apinda mugwa akagara mariri ari mugungwa, asi vanhu vose vari kumahombekombe. Ver Capítulo |