Mariko 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino akariŋga‐riŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere, ʋakamukomba, akati: Tarirai mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Zvino akaringa-ringa vanhu vakanga vagere, vakamukomba, akati, “Tarirai mai vanhu navakoma navanun'una vangu! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo akatarisa kuna avo vakanga vagere vakaita denderedzwa vakamupoteredza akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu! Ver Capítulo |